Duramazwi
maererano
accord · harmony · proportionate · according · concerning · regarding · relating
Duramazwi
accord · harmony · proportionate · according · concerning · regarding · relating
Uku kuenderana kunoita zvinhu, sezvakaita mibairo ingapihwa vana vechikoro, zvichienderana nokugona kwavanenge vaita zvidzidzo zvavo. Sevanhu vemaricho kudai, tinongobhadharwawo maererano nekushanda kwatinenge taita musi iwoyo.

Zvekuzodzoka achitaura maererano nering akazongoti aizongozviona adzoka.
Dai zvaibvira vanhu vose vaidzidziswa maererano nomutemo uyu.
Rondedzero kutsanangura zvaunoziva maererano nezvakaitika, zvawakaona, zvawakanzwa kana zvaunofungidzira.
Duramazwi
01 / 03mafadzwa
Pakusakura, munhu anonzi ane mafadzwa kana achizopedzisira nendima yakafara kupfuura yaatanga nayo.
VerengaSwipe for the next word