Duramazwi · zita
panyaya
regard
Duramazwi · zita
regard
Panyaya izwi rinoshandiswa pakupesera kana munhu achitaura pamusoro penhengo dzomunhu dzinonzi dzinonyadzisa kutaura.
Panyaya izwi rinoshandiswa pakupesera kana munhu achitaura pamusoro penhengo dzomunhu dzinonzi dzinonyadzisa kutaura.
Tadiwa akavatarisisa kumeso amai Mhofu, ivo vakabva vagutsurira musoro kuratidza kuti vaiva Serious panyaya yavaitaura.
Iye hake ange ari panyaya Kubva zvamuka mwana akati ambomirira Mai kupedzisira ave kuvaviwa akaona kuti better aaite vekutsaga.
Ukacherechedza uchaona kuti musambo uyu unoshandiswa panyaya dzorudo.
Duramazwi
01 / 03panyika
Pasi rino.
VerengaSwipe for the next word