Duramazwi · zita
nyasi
zasi
Duramazwi · zita
Nyasi kudivi kwakaderera kana kurereka kuchidzikira.
Nyasi kudivi kwakaderera kana kurereka kuchidzikira.
Nyasi kudivi kwakaderera kana kurereka kuchidzikira.
Guhunga imhando yemuti une minzwa unowanzowanikwa munyasi menzizi.
Kunyasi kunhu kwemukadzi kana murume kune nhengo dzesikarudzi.
Kunyasi kunhu kwemukadzi kana murume kune nhengo dzesikarudzi.
zasi
Duramazwi
01 / 03nyasire
Nyasire munhu anofarira kuita zvisingafadzi vamwe, zveundururani. Tsime rakaitirwa tsvina nenyasire.
VerengaSwipe for the next word