Duramazwi
Zvinoreva
Kuti nyasa kupfava kungaita chinhu changa chakaomarara, kana kuti change chiine ukasha.
1
Kuti nyasa kupfava kungaita chinhu changa chakaomarara, kana kuti change chiine ukasha.
Vakadzi vane nhumbu havatani kunyanyasa kana vakanhuhwirwa.
Kunyanyasa kuita kuti munhu anzwe kumira mwoyo kana kuda kurutsa.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nyasha
favored
VerengaSwipe for the next word