Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana munhu achinzi asiira zvaanga achiita panzira, ane-nge aregera kuzozvipedzisa asi ambozvitanga.
1
Kana munhu achinzi asiira zvaanga achiita panzira, ane-nge aregera kuzozvipedzisa asi ambozvitanga.
Ndisvike-ndisvike inoradza vazhinji panzira.
Haana kuda kusiya baba ava vakaremara panzira pavakange vachitambura kuyambuka mugwagwa.
Muchikamu chino tichaongorora zvinotarisirwa panzira imwe neimwe.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03panzvimbo
stead
VerengaSwipe for the next word