Duramazwi · zita
Zvinoreva
Pasi rino.
1
Pasi rino.
Zvino ivo vaida munhu chaiye wekuti vaizogona kumushandisa vari mukati make but achitove munhu anotofamba panyika.
Mutumwa mweya wakanaka unouyisa mashoko kuvanhu vari panyika, achibva kudenga kuna Mwari.
Rwendo inguva yomunhu yokurarama panyika, runozonzi rwaguma paanofa.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03panze
exterior
VerengaSwipe for the next word