Duramazwi · zita
papa
pontiff · pope · papal
Duramazwi · zita
pontiff · pope · papal
Kana munhu achinzi apapa anenge afarisa nokudinginda pamusana pokuti akagara zvakanaka muupenyu.

Kuti papa papa kurova kwemapapiro eshiri pamutumbi wayo painenge ichibhururuka.
Dhayari ibhuku rine karenda rinonyorwa urongwa hwemunhu hwekuti musi wakati achange ari papa achiita zvakati.
Kana munhu akanzi batai napapa anenge achipiwa chinhu, kazhinji mari, chinozomubatsira nokumufadza.
Kana howa huchinzi
Kuti papa papa kurova kwemapapiro eshiri pamutumbi wayo painenge ichibhururuka.
Kana munhu akanzi batai napapa anenge achipiwa chinhu, kazhinji mari, chinozomubatsira nokumufadza.
Popula
Duramazwi
01 / 03papa papa
Kuti papa papa kurova kwemapapiro eshiri pamutumbi wayo painenge ichibhururuka.
VerengaSwipe for the next word