KwaunobvaDuramazwiMmafadzwa

Duramazwi · zita

mafadzwa

mafadzahanzvadzi

Zvinoreva

Pakusakura, munhu anonzi ane mafadzwa kana achizopedzisira nendima yakafara kupfuura yaatanga nayo.

1

Pakusakura, munhu anonzi ane mafadzwa kana achizopedzisira nendima yakafara kupfuura yaatanga nayo.

Pakusakura, munhu anonzi ane mafadzwa kana achizopedzisira nendima yakafara kupfuura yaatanga nayo.

2

Mafadzwa itsika yokutaurira vanhu zvakanaka zvauchazovaitira iwo ari manyepo. Vana havanyatsi kusununguka nokukufarira nomwoyo wese kana ukaita baba vane mafadzwa.

Zvakafanana

mafadzahanzvadzi

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mafafa

Mafafa mazwi okutuka, anorwadza pamwoyo.

Verenga

Swipe for the next word