Kwaunobva/Duramazwi/M/mafaira
Duramazwi
files
mafaki
Mafaki mupunga kana chibage zvakaiswa dovi ndokumonwa.
mafararira
Ava vanhu kana mhuka dzakawanda chaizvo, dzakazadza nzvimbo.
mafariswa
Uku kuita chinhu munhu akasununguka chaizvo.
Swipe for the next word