KwaunobvaDuramazwiMmafariswa

Duramazwi · zita

mafariswa

Zvinoreva

Uku kuita chinhu munhu akasununguka chaizvo.

1

Kana munhu achinzi ane mafariswa anenge achinakidzwa nezvinenge zvichiitika zvokusvika pakutadza kuzvibata.

2

Zvakafanana

gwango

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word