KwaunobvaDuramazwiRrusununguko

Duramazwi · zita

rusununguko

independence · release · freedom · liberation · liberty

utapwa

Zvinoreva

Rusununguko kuva norugare muchizvitonga pamadiro.

1

Rusununguko kuva norugare muchizvitonga pamadiro.

MuZimbabwe vanhu vatema vakawana rusununguko kubva kuvapambepfumi mugore ra1980.

Nyasha: Rusununguko rwavanhukadzi rwakauya kare kare.

Pfungwa huru -nyika yanga ichangowana rusununguko.

Zvakasiyana

utapwa

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rusuruvuri

Iri iburi rinenge riri pamudziyo, rinoburitsa zvinhu zvinenge zvaiswa mauri.

Verenga

Swipe for the next word