KwaunobvaDuramazwiRrusvingo

Duramazwi · zita

rusvingo

fortification · wall

Zvinoreva

Rusvingo madziro akavakwa nemabwe pasina dhaka, anogona kutenderedza guta kana musha.

1

Rusvingo madziro akavakwa nemabwe pasina dhaka, anogona kutenderedza guta kana musha.

Rusvingo madziro akavakwa nemabwe pasina dhaka, anogona kutenderedza guta kana musha.

Hweta iburi kana kuti mukana uri murusvingo, unoshandiswa pakudongorera kuona muvengi kana kumupfura.

Zvakafanana

svingo

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

ruswa

Ruswa ibundo rimwe chete.

Verenga

Swipe for the next word