Duramazwi · zita
mafaro
excitement · fun
Duramazwi · zita
excitement · fun
Mafaro kunakidzwa kukuru kana kuti kuva muchiitiko chinonakidza kana kufadza zvikuru.
Mafaro kunakidzwa kukuru kana kuti kuva muchiitiko chinonakidza kana kufadza zvikuru.
Mafaro akazopera kwakatanga yekumunda.
Mafaro kunakidzwa kukuru kana kuti kuva muchiitiko chinonakidza kana kufadza zvikuru.
Dhisiko mafaro ekuti vanhu vanoenda kundotamba mimhanzi inenge ichiridzwa.
Duramazwi
01 / 03mafashama
Mafashama imvura inenge yanaya yakawandisa, zvekuti inotoyeredza zvinhu.
VerengaSwipe for the next word