Duramazwi · zita
faira
file
Duramazwi · zita
file
Faira ihomwe yakagadzirirwa kuchengetera mapepa kana kuti magwaro, kuitira kuti uzoabhedhenura zvichiita nyore kuwana aunenge uchida.
Kufaira mapepa kana magwaro kuaronga muhomwe dzaanochengeterwa, kuitira kuti kana wava kuzotsvaka aunoda uawane nyore.

Faira mudziyo wesimbi unoshandiswa pakukwiza dzimwe simbi, kuti dzitsetseke kana kuita ukuru hwaunenge uchida.
Rasipa mudziyo wakaita sefaira asi iyo iine makwasharara akakura kudarika faira, uno-shandiswa kukwesha matanda pakuveza.

Kufaira chinhu kuchirodza uchishandisa kamudziyo kakagadzirirwa basa irori.
Kana muchairi akafaira motokari anenge achimhanyisa zvakanyanya.
Duramazwi
01 / 03faiti
(manje) Chibhakera.
VerengaSwipe for the next word