KwaunobvaDuramazwiFfaitira

Duramazwi

faitira

Zvinoreva

Kufaitira kushanda nesimba chaizvo kuti uwane chimwe chinhu. Ndakafaitira chose kuti ndi-wane dzidzo ndichidzidza usiku ndabva kubasa.

1

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

faji

Faji chihwitsi chakagadzirwa neshuga, zvikuru tsvuku, yakavhenganidzwa nemukaka, ndokuzovidzwa kusvika yamandana.

Verenga

Swipe for the next word