Duramazwi
Zvinoreva
Kufaka kupakira zvinhu panhu panenge pakamanikana.
1
Kufaka kupakira zvinhu panhu panenge pakamanikana.
Pamuchato waJona vanhu vemazera ese vainge vakati faka faka.
Kuti faka faka kuwandisa kwezvinhu, mhuka kana vanhu panzvimbo imwe chete.
2
Kufaka kuisa mweya pamwe panhu uchishandisa pombi.
Faka mweya mubhora titambe.
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03faka faka
Kuti faka faka kuwandisa kwezvinhu, mhuka kana vanhu panzvimbo imwe chete.
VerengaSwipe for the next word