KwaunobvaDuramazwiFfakanya

Duramazwi

fakanya

Zvinoreva

Fakafaka.

1

Fakafaka.

Kuti fakanya fakanya kufamba kwechipuka kana chimwe chinhu kana chagutisa, kana kuti chakakoresa.

Kuti fakanya kuratidza kufara kana kusava nezvinokunetsa.

Kuti pfakanya kufambisa muviri kunoratidza upenyu pamunhu kana pamhuka yanga ichifungidzirwa kuti yafa, kana kuti yakarara.

2

Kuti fakanya kuratidza kufara kana kusava nezvinokunetsa.

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fakanya fakanya

Kuti fakanya fakanya kufamba kwechipuka kana chimwe chinhu kana chagutisa, kana kuti chakakoresa.

Verenga

Swipe for the next word