Duramazwi01 / 03fakazaKufakaza kupa umboo panyaya kana mhosva. Vanhu vazhinji vanotya kufakaza mhosva dzavanenge vaona dzichiparwa nematotsi.Verenga→
Duramazwi03 / 03fakisaKufakisa chinyorwa kuchitumidzira nemuchina wekufambisa mashoko, unonzi fakisi.Verenga→