KwaunobvaDuramazwiFfakanyika

Duramazwi

fakanyika

Zvinoreva

Kufakanyika kugara uchiratidzika kufara kana kusava nezvinokunetsa muupenyu hwako.

1

Uyu Theresa ndiye aive akangovata asiri chero kupfakanyika.

Usamirire kuudzwa kuti ugotanga kupfakanyika.

Kufakanyika kugara uchiratidzika kufara kana kusava nezvinokunetsa muupenyu hwako.

Mamwe mazwi ane F

F

Swipe for the next word