KwaunobvaDuramazwiFfaka faka

Duramazwi

faka faka

Zvinoreva

Kuti faka faka kuwandisa kwezvinhu, mhuka kana vanhu panzvimbo imwe chete.

1

Kuti faka faka kuwandisa kwezvinhu, mhuka kana vanhu panzvimbo imwe chete.

Pamuchato waJona vanhu vemazera ese vainge vakati faka faka.

Kuti faka faka kuwandisa kwezvinhu, mhuka kana vanhu panzvimbo imwe chete.

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fakafaka

Ava vanhu vakawanda, kana kuti mhuka dzakawanda dzinenge dziri panzvimbo imwe chete.

Verenga

Swipe for the next word