KwaunobvaDuramazwiFfaiti

Duramazwi · zita

faiti

Zvinoreva

(manje) Chibhakera.

1

(manje) Chibhakera.

Faiti kurwa kana kurwisana kunoita vanhu.

2

Faiti kurwa kana kurwisana kunoita vanhu.

Pamba apo paita faiti yakaoma chaizvo nhasi mangwanani.

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

faitira

Kufaitira kushanda nesimba chaizvo kuti uwane chimwe chinhu. Ndakafaitira chose kuti ndi-wane dzidzo ndichidzidza usiku ndabva kubasa.

Verenga

Swipe for the next word