Duramazwi · chiito
rwa-
fight
Duramazwi · chiito
fight
Ichi chivakashure chechirevamwene chemupanda 11.
Kurwa kurovana nemaoko, nedzimwe nhengo dzomuviri kana kuti nezvombo. Vanhu vanorwa vanokanganisa mufaro wevamwe.
Ichi chivakashure chechirevamwene chemupanda 11.
Paakabi- rwa mari yake nekoronyera yaaiga- ra nayo, akakungura kuti dai akazi- va akateerera shamwari dzake dzai- gara dzichimuruma nzeve.
Fombwe chinhu chakagadzirwa chakaita zvokuche-rwa mukati macho, sezvakaita ndiro.
Hwizha igomba rinoche-rwa kuitira kubata mhuka dzinowira mukati kana dzapfuura napo.
Kurwa kurovana nemaoko, nedzimwe nhengo dzomuviri kana kuti nezvombo. Vanhu vanorwa vanokanganisa mufaro wevamwe.
Fombwe chinhu chakagadzirwa chakaita zvokuche-rwa mukati macho, sezvakaita ndiro.
Kukatanura kuita kuti vanhu vanenge vakabatana, zvikuru paku-rwa, vainde kure nakure.
Iri igomba rakaita dendenedzi rinoche-rwa nemvura paruware kana pabwe.
Duramazwi
01 / 03rwadu
Kuti rwadu kutatamura kana kuvhuna chimwe chinhu.
VerengaSwipe for the next word