KwaunobvaDuramazwiRrwadzira

Duramazwi · zita

rwadzira

Zvinoreva

Rwadzira chiveve chinoita pamazino kana munhu anyanya kudya magaka kana mandimu kana zvimwewo.

1

Rwadzira chiveve chinoita pamazino kana munhu anyanya kudya magaka kana mandimu kana zvimwewo.

Rwadzira chiveve chinoita pamazino kana munhu anyanya kudya magaka kana mandimu kana zvimwewo.

Gungwe ibundo rakatsvukuruka risingakuri kuenda mudenga, rinomera mubani, rinoti kana ukaritsenga unoita rwadzira.

Munhunguru muti unoita muchero wakaurungana, unotsvukuruka kana waibva, uchiitisa rwadzira kana uchinge waudya usina kuibva.

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rwadzisa

Kurwadzisa munhu kumuita zvinomushungurudza pamwoyo.

Verenga

Swipe for the next word