KwaunobvaDuramazwiRrwadzisa

Duramazwi

rwadzisa

Zvinoreva

Kurwadzisa munhu kumuita zvinomushungurudza pamwoyo.

1

Kurwadzisa munhu kumuita zvinomushungurudza pamwoyo.

Shungu dzake dzakange dzave dzekuda kurwadzisa Batakue nemukadzi wavo.

Zvino Natty nekutya kurohwa akazongoona kuti zvaive nani ataure chokwadi pakurwadzisa nyama yake.

Chandirikutoona ndechekuti kana zveshuwa tichida information chaiyo kuna Natasha kutoita zvekumurwadzisa nyama chaiyo.

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rwadziwa

Kurwadziwa kudzimbikana kunenge kuchiita nyama dzomuviri nokuda kwekuti munhu akuvara kana kurwara.

Verenga

Swipe for the next word