KwaunobvaDuramazwiRrwadziwa

Duramazwi

rwadziwa

Zvinoreva

Kurwadziwa kudzimbikana kunenge kuchiita nyama dzomuviri nokuda kwekuti munhu akuvara kana kurwara.

1

Kurwadziwa kudzimbikana kunenge kuchiita nyama dzomuviri nokuda kwekuti munhu akuvara kana kurwara.

Debra aigaro rwadziwa hake achiona BaTakue vachimufuratira apa aigara imba yekuseri kwana Takue mozivawo zvekuroja.

Baba vamaitakue vakarwadziwa zvisingaite kwave kumusiya asi Mari iya vakairamba.

2

Kurwadziwa kuva nezvakawanda zvinenge zvichikunetsa mupfungwa.

Ndakarwadziwa zvikuru kunzwa kuti mudzimai wake akashaya.

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rwainga

Rwainga chimedu chehari chinoshandiswa kukangira maputi, nzungu nezvimwewo.

Verenga

Swipe for the next word