KwaunobvaDuramazwiSshungurudzika

Duramazwi

shungurudzika

Zvinoreva

Kugurukuta.

1

Kugurukuta.

Dzakazongosvika pakubata hope ari mukati mekushungurudzika Natasha.

Like ipapa zvandakuona uchirutsa, mwoyo wangu washungurudzika.

Nyika yowosara mairi ine vanhu vane hutsinye zvekuti uchasara ukashungurudzika but ukagona kuzvinamatira uchakunda.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

shunguruka

Kushunguruka kutambudzika kana kuti kunetseka kukuru mupfungwa.

Verenga

Swipe for the next word