KwaunobvaDuramazwiNnetsekana

Duramazwi

netsekana

Zvinoreva

Kunetseka.

1

Kunetseka.

Uye ainge onetsekana kuti ko ambuya vake vanoitawo zvakanaka riinhi.

Kuti nyare kunzwa, kunetsekana mupfungwa kunoita munhu achinge aita zvisina kukodzera.

Kana munhu achirwisana nepfungwa dzake anenge achinetsekana mumoyo pamusoro pezvimwe zvinhu.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

netsera

Kana munhu achinzi anonetsera chimwe chinhu anenge aine dambudziko raanenge ainaro, rinongouya kana zvasvika ipapo.

Verenga

Swipe for the next word