Duramazwi · zita
Zvinoreva
Nevana munhu anosvikirwa nemudzimu kana une zvaunoda, kana kuti kana pane zvanetsa pamusha.
1
Nevana munhu anosvikirwa nemudzimu kana une zvaunoda, kana kuti kana pane zvanetsa pamusha.
Akati Kana mai vakave muroyi nevana varoyawo ndiani?, anoda kuonererwa Lennon.
Baba vaTanaka vakazogara pasi vose nevana vavo vaviri ava.
Takafamba nzira yese mai vachitaura nevana vavo ini ndakangonyara hangu kusvika tasvika kuchikoro kwacho.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nevanji
Nevanji mwana wekutanga mumhuri, zvikuru mwanakomana.
VerengaSwipe for the next word