KwaunobvaDuramazwiNnezuro

Duramazwi · zita

nezuro

yesterday

zuro la

Zvinoreva

Nezuro izuva rakapfuura richizoteverwa nezuva ranhasi.

1

Nezuro izuva rakapfuura richizoteverwa nezuva ranhasi.

Muviri waive warukutika zvekuti ndakatodemba kuti dai kwaive iko nezuro kwandaive ndaitirwa ndakagara.

Panguva idzodzo akabva aona team riya rezvitema raaive amboona kuhope nezuro wacho ratomira rakakomba mubhedha.

Kutaura chokwadi ndaive ndavaisira nhamba hwani chaiyo nekuti kubva nezuro wacho sadza ndaive ndadya ndikatoguta.

Zvakafanana

zuro la

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nezva-

Kana munhu achiti unofungei nezvaNhingi, anenge achida kuziva maonero aunoita nyakutaurwa.

Verenga

Swipe for the next word