Duramazwi
nezve
about
Duramazwi
about
Kana munhu achiti unofungei nezveChakati, anenge achida kuziva maonero aunoita chinhu chiri kukurukurwa nezvacho.
Kana munhu achiti unofungei nezveChakati, anenge achida kuziva maonero aunoita chinhu chiri kukurukurwa nezvacho.
Officer vakazoona kuti zvaisaita kuti varambe vachibvunza maimhofu nezve nyaya iyi nekuti vakange vave kuchema.
Havana havo kuda kuzivisa amai vaDebra nezve chiitiko ichi because murwerewo zvake sa vaigona kungodonha nestress yemwana wavo.
Kana vanhu vachitaura nezve Hingirandi vanenge vachitaura nezvenyika yekumadokero kuYuropu, kwakabva varungu vakauya vakapamba Zimbabwe.
nezvokuti
nezva-
Duramazwi
01 / 03nezveutano
healthcare
VerengaSwipe for the next word