KwaunobvaDuramazwiPpamusoro

Duramazwi · zita

pamusoro

about · against · concerning · of · on · respecting · over · surface · top · upon

paderapadzaurupazasi

Zvinoreva

Kana nzvimbo ichinzi iri pamusoro inenge iri pakakwirira kupinda pamwe.

1

Kana nzvimbo ichinzi iri pamusoro inenge iri pakakwirira kupinda pamwe.

Chero pavakataura voice ravo raive rave pamusoro kuratidza kuti vaitoti " nyepa uone zvandinokuita".

Kutaura chokwadi ndaitotya chero kurara pamusoro pacho.

Haana kana chakanaka chaaimbotaurawo pamusoro pavo.

Zvakafanana

padera · padzauru

Zvakasiyana

pazasi

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pamusoroi [pamusoroni]

Iri izwi rinoshandiswa kana munhu achida kupiwa mukana wokubvunza kana kupawo pfungwa dzake panyaya inenge iri mudariro.

Verenga

Swipe for the next word