Duramazwi · zita
pamuromo
quarrelsome
Duramazwi · zita
quarrelsome
Kana munhu achinzi ane pamuromo anenge ane maitiro ekutaurisa nekungogara uchitsvaka bopoto kana kupokana navamwe.
Kana munhu achinzi ane pamuromo anenge ane maitiro ekutaurisa nekungogara uchitsvaka bopoto kana kupokana navamwe.
Akati doro rakange rasara tsitsa pamuromo, achibva angorikutura asina kumbofema.
Munorohwa wee kana mukada kuita pamuromo muchiona vanhu vakashatirwa kudai.
Nokuda pamuromo paHaruna pakamuka zvibhakera zvikukutu.
Duramazwi
01 / 03pamusaka
Chisaka.
VerengaSwipe for the next word