Duramazwi
Zvinoreva
Iri izwi rinoshandiswa kutaridza chikonzero chinenge chaita kuti munhu aite zvaaita kana mafingiro aaita.
1
Iri izwi rinoshandiswa kutaridza chikonzero chinenge chaita kuti munhu aite zvaaita kana mafingiro aaita.
Ndarega kumupa sadza pamusana pokuti kana adhakwa haadyi chero chinhu.
Zvino handidi kukanganiswa hunhu nezita rangu pamusana papwere nenzenza.
Haungandipomere mhosva yechipfambi pamusana pokuti ndati, Pasi nekuroodza vana mumba muno!
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pamusoro
about
VerengaSwipe for the next word