Duramazwi · zita
pamusorosoro
uzuruzuru
Duramazwi · zita
Apa panhu pakanyanyokwirira chaizvo, kazhinji kudarika pamwe pose pakatenderedza.
Apa panhu pakanyanyokwirira chaizvo, kazhinji kudarika pamwe pose pakatenderedza.
Kana uchinge wandiona mwanangu, unozotarisa pamusorosoro pechikomo ichi.
Maridziro anoita mwana uyu redhiyo iri pamusorosoro anounguza.
Kana munhu achinzi akadya mabhii anenge akadzidza zvokusvika pamusorosoro chaipo.
uzuruzuru
Duramazwi
01 / 03pamutemo
migrant
VerengaSwipe for the next word