Duramazwi
pamwe
along · alongside · coexist · collectively · maybe · partly · upwith · perhaps · together
Duramazwi
along · alongside · coexist · collectively · maybe · partly · upwith · perhaps · together
Kana vanhu vachiita zvinhu pamwe vanenge vachibatsirana.
Kana vanhu vachiita zvinhu pamwe vanenge vachibatsirana.
Hameno hazvo kuda sezvo Vaiti vanogara kucottage pamwe ndozvaikonzera.
Ndakabva ndangofunga kuti pamwe kwaive kwayedza saka pamwe vaive mama.
Debra akange achiita zvechikoro zvake pamwe nekufambidzana naBaTakue.
Duramazwi
01 / 03pamwe chete
along
VerengaSwipe for the next word