Duramazwi
Zvinoreva
Tinoshandisa pamwe kana tichipindura zvatinenge tavhunzwa asi tisina chokwadi nazvo.
1
Tinoshandisa pamwe kana tichipindura zvatinenge tavhunzwa asi tisina chokwadi nazvo.
Paida achiri pano here? Pamwe aenda zvake, handinyatsoziva.
Zvakafanana
dangwani · dhuze · kabanga · kangaidze · munyesikati · dzimwe nguva
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pamwedzi
monthly
VerengaSwipe for the next word