KwaunobvaDuramazwiZzvimwe

Duramazwi

zvimwe

haply · lest · probably · viable · else · furthermore · more · other · otherwise · somewhat

kudapadadotizvichidazvinhanizwimweni

Zvinoreva

Kana munhu achiti zvimwe, anenge achireva kuti zviri kutaurwa nezvazvo zvingangoitika.

1

Kana munhu achiti zvimwe, anenge achireva kuti zviri kutaurwa nezvazvo zvingangoitika.

Zvimwe zvose vaisava nebasa nazvo zvaitaurwa vaingomirira mutongo wemurume wavo.

Zvimwe raive dumbu rainge rakurisa,kana zvaive zvasangana nenungo, amheno.

Zveshuwa zvimwe hazvidi veduwe kumunhu anenge agara asingadiwe panzvimbo.

Zvakafanana

kuda · pada · doti · zvichida · zvinhani · zwimweni

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zvimwechetezvo

Kana zvinhu zvichinzi zvimwechetezvo zvinenge zvakangofanana.

Verenga

Swipe for the next word