KwaunobvaDuramazwiDdoti

Duramazwi

doti

Zvinoreva

Iri ishoko rinoshandiswa kutaura kuti nedzimwe nguva zvimwe zvinhu zvinogona kunge zvakaitika. Doti pamwe zvavasina kusvika vakaenda nekwasekuru.

Doti izwi rinoshandiswa kana munhu achibvuma zvaasina chokwadi nazvo.

1

2

Zvakafanana

oti

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dototo

Dototo chinhu chinyoro chinonyiminya nokuda kwezvinenge zvachinyorovesa.

Verenga

Swipe for the next word