KwaunobvaDuramazwiOoti

Zvinoreva

Oti izwi rinoshandiswa kutaridza kuti pamwe ndizvozvO.

1

Oti izwi rinoshandiswa kutaridza kuti pamwe ndizvozvO.

Maimhofu vakati vakamira naDebra havo vakanzwa oti "Ummmm........

Vakabva vangoona kuti better bapinde naye muchicken inn vambovhara maone sezvo anga oti pepukei.

Ndakamuona oti nyuku kubva muchisango.

Zvakafanana

doti

Mamwe mazwi ane O

O

Duramazwi

01 / 03

otoka

Kana munhu achiotoka anenge achingotaura nezvisingafanirwi kutaurwa pagungano revanhu.

Verenga

Swipe for the next word