Duramazwi
Zvinoreva
Kana midziyo kana mbatya zvikaota zvinenge zvasukwa zvachena.
Kuota kupfava kunoita ganda kana rasukukwa.
1

Kana munhu achinzi akarenda muviri anenge achigara akangoota-ota, achiratidza kusava nesimba.
2
Kana upfu hwaota hunenge hwagayiwa zvakatsetseka.
3
Kuota kupfava kunoita ganda kana rasukukwa.
Kana munhu achinzi akarenda muviri anenge achigara akangoota-ota, achiratidza kusava nesimba.
Mamwe mazwi ane O
ODuramazwi
01 / 03oti
Oti izwi rinoshandiswa kutaridza kuti pamwe ndizvozvO.
VerengaSwipe for the next word