KwaunobvaDuramazwiOorora

Duramazwi

orora

Zvinoreva

Kana uchiorora munhu unenge uchimuitira zvinhu zvekumupfidzisa.

1

Kana uchiorora munhu unenge uchimuitira zvinhu zvekumupfidzisa.

Kana mudzidzisi achimaka mabhuku evana vechikoro anenge achiong-orora basa ravanenge vanyora.

Iye zvino ainge ave kunzwa zviri nani nekuti ainge aorora Tadiwa.

Maitakue vakazonzi vachienda kumba vanozorora.

Mamwe mazwi ane O

O

Swipe for the next word