Duramazwi · zita
dova
dew
Duramazwi · zita
dew
Dova zvimvura zvichena zvinofuma zvakabatira pazvinhu zviri panze mangwanani.

Dova kunyorova kwepasi, asi mvura yambomira kunaya, kunogona kukudza mbeu.
Kana munhu akaguma dova anenge amuka rungwanangwana achifamba rwendo.
Dova kunyorova kwepasi, asi mvura yambomira kunaya, kunogona kukudza mbeu.
beto · shero · dope
Duramazwi
01 / 03dova dova
Kuti dova dova kufamba zvinyoronyoro.
VerengaSwipe for the next word