Duramazwi · zita
Zvinoreva
Dovi inzungu dzakakangwa nokuzokuyiwa.
1
Dovi inzungu dzakakangwa nokuzokuyiwa.
Runinga kakwenzi kanoita tumhodzi tunenge twenyevhe, tunoshandiswa kugadzira dovi.
Huyo ibwe rakapamhama divi rimwe kana maviri, rinoshandiswa kukuya zviyo kana dovi.
Nhopi kudya kunogadzirwa nenhanga kana shamba rinoseswa, robikwa nokuiswa dovi nemunyu.
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dovo
Dovo idehwe rasakara.
VerengaSwipe for the next word