KwaunobvaDuramazwiDdope

Zvinoreva

Unyoro hunosiyiwa nemvura.

1

Unyoro hunosiyiwa nemvura.

Kupotsera dope, rimwe rinosara mumaoko.

2

Dope rudhaka rutete runogona kudzirisa imba.

3

Dope kunyorova kwepasi kunogonesa kuti vanhu varime.

Baba vakati ngatichitorima dope iri risati raoma.

4

Kana munhu achinzi aita dope anenge aita weti akarara.

Zvakafanana

dongo · munya · mutsava · dova · mwando

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dopotsa

Kana mvura yaakudopotsa inenge yaakunaya zvakasimba.

Verenga

Swipe for the next word