KwaunobvaDuramazwiDdhaka

Duramazwi · zita

dhaka

lava · mortar

madhaka-kora-finha

Zvinoreva

Kudhaka kukanganisa pfungwa kunoitwa nedoro, mbanje kana zvimwewo.

1

Kuumba kugadzira mufananidzo wechinhu chaunoda, uchishandisa dhaka kana zvimwewo.

Kuseta kuvhara maburi anosara pachidziro chakavakwa ne-mapango, uchishandisa dhaka.

Kana uchibhaka chidhina unenge uchitora dhaka nyoro uchiriisa muforoma kuti uumbe chidhina.

2

Dhaka ivhu kana semende yakasanganiswa nemvura, zvinoshandiswa pakuvaka kana kukanya zvitinha.

3

Kudhaka kukanganisa pfungwa kunoitwa nedoro, mbanje kana zvimwewo.

Kuumba kugadzira mufananidzo wechinhu chaunoda, uchishandisa dhaka kana zvimwewo.

Kana uchibhaka chidhina unenge uchitora dhaka nyoro uchiriisa muforoma kuti uumbe chidhina.

Foroma mudziyo unnoshandiswa kuisa dhaka mukati muchiumba zvidhina.

4

Kana munhu akudhaka unenge usisamufariri nokuda kwamaitiro ake asingakufadzi. Murume wokugarondikumbira mari akazondidhaka nokusadzosa chikwereti kwake.

Zvine chekuita

madhaka

Zvakafanana

-kora · -finha

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dhakabhoi

Munyaya dzokuvaka dhakabhoi munhu anobatsira bhiridha nokumukanyira nokumutambidza dhaka nezvidhinha.

Verenga

Swipe for the next word