KwaunobvaDuramazwiVverengera

Duramazwi

verengera

procrastinate

Zvinoreva

Kana munhu achiverengera kuita chinhu, anenge achingoti achati ochiita kusvika nguva yapera.

1

Kana munhu achiverengera kuita chinhu, anenge achingoti achati ochiita kusvika nguva yapera.

BaTakue namaimhofu vakazoramba vokurukura havo BaTakue ndokuzotanga kuverengera Mai mhofu mari yavo.

Kana munhu achiverengera kuita chinhu, anenge achingoti achati ochiita kusvika nguva yapera.

2

Kana munhu achikuverengera, anenge achiti zvese zvawamutadzira ozviisa mumwoyo, kudzimara azosvika zuva rokuti anoti zvanyanya, ozokutsiura kana kutsiva.

Pese pandainonoka kumba, amai vaindiverengera kuzodzimara rimwe zuva ravakanditi, "Wanyanya zvino. Kubvira nhasi haubve pano kusara kwekunge ndakutuma".

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

verengerwa

Kana chinhu chichinzi chine kwachinoverengerwa chinenge chiine kwachakanyanya kutodza kudarika rimwe divi.

Verenga

Swipe for the next word