Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu achiita zvinhu achinonokera anenge asingakurumidzi kuzviita.
1
Kana munhu achiita zvinhu achinonokera anenge asingakurumidzi kuzviita.
Ukadya uchinonokera uriwe une jana, unosiyira chikafu chako pakati.
Kwainge kwotovanonokera kudoka nyango zvazvo Christmas yacho yainge yavanonokera kusvika.
2
Kunonokera chinhu kuchirega kuchiita nguva yazvinokwanisika ichipo, wozoda kuzomanya-manya nguva yapera.
Makanonokera kuendesa mwana kuchipatara saka urwere hwake hahucharapiki.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nonono
Nonono ibota rinongobikwa noupfu rosiyiwa risina kuiswa kana chimwezve chinhu.
VerengaSwipe for the next word