KwaunobvaDuramazwiNnonotsa

Duramazwi

nonotsa

delay · detain · postpone · defer

Zvinoreva

Kunonotsa munhu kumutorera nguva yake achizotadza kubata nguva yekwaari kuenda.

1

Kunonotsa munhu kumutorera nguva yake achizotadza kubata nguva yekwaari kuenda.

Aive atondinonotsa zvisingaite.

Kana jaya rafunga kuita zvokutizisa mukumbo rinenge raona kuti nzira chaiyo inofanira kuteedzwa iri kure uye inorinonotsa.

Kunonotsa munhu kumutorera nguva yake achizotadza kubata nguva yekwaari kuenda.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nonozeka

Kunonozeka kuita basa ripi zvaro zvishoma zvishoma, munhu asina hanya.

Verenga

Swipe for the next word