Duramazwi
Zvinoreva
Kunonozeka kuita basa ripi zvaro zvishoma zvishoma, munhu asina hanya.
1

Mukomana akanonozeka kuita basa raaive amanikidzwa nomudzidzisi.
Kunonozeka kuita basa ripi zvaro zvishoma zvishoma, munhu asina hanya.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nonozo
Kuti nonozo kushanda nenungo uye pasina kukurumidzira kupedza.
VerengaSwipe for the next word