Duramazwi
Zvinoreva
Kufambisa kana kumira-mira.
1
Kufambisa kana kumira-mira.
Kukunyaira kufamba nechimbichimbi, uine zvaunenge uchiita.
Kukunyaira kumira-mira nekushenaira kuita basa.
2
Kukunyaira kufamba nechimbichimbi, uine zvaunenge uchiita.
3
Kukunyaira kumira-mira nekushenaira kuita basa.
4
Kukunyaira kufamba kwemunhu akafuta.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kunyange
albeit
VerengaSwipe for the next word